Hymn 180 Hatizivi Nguva

[V1]
Hat’zivi nguva Iyo Tenzi anouya
Zvioneso zvekuuya zvotaura
Apo ouya tozofara zvikuru
Hatizivi nguva

[C]
Owuya... ngatirinde titende
Owuya... Hariruya! Hariruya!
Owuya nembiri yababa mumakore
Hatizivi nguva

[V2]
Wane kupenya wanoda ruponeso
Kune idi muzvinyorwa zvake
Zvioniso zvinoti achauya zve
Hatizivi nguva

[C]
Owuya... ngatirinde titende
Owuya... Hariruya! Hariruya!
Owuya nembiri yababa mumakore
Hatizivi nguva

[V3]
Ngatirindire nemwenje inopfuta
Tozo sebenza dakara Tenzi auye
Toimba nekufarira uyo musi
Hatizivi nguva

[C]
Owuya... ngatirinde titende
Owuya... Hariruya! Hariruya!
Owuya nembiri yababa mumakore
Hatizivi nguva

180. Hatizivi Nguva

Link copied to clipboard successfully!